CHEMBERE yekwaMangwende, kwaMurehwa, inoti kusvika pari zvino yadya nyama yevanhu vanodarika 70 uye inogara nenyoka shanu – huru yacho yava nemakore 30 – idzo dzinoda vakadzi nevarume “moto chaiwo”.

Mbuya ava vanozviti vane huroyi hwakakomba uhwo hwakatanga mushure mekunge vaenda kune imwe n’anga yekuChipinge ndokusvikopinzwa muziguva maive nezvitunha umo vakakumbira zvose zvavaida.


Mbuya Selina Mangachena (94) – avo vanogara nemumwe wevanakomana vavo

Handei ku Hatcliffe!!”, akadaidzira hwindi. Apa this was kuma 11pm. Ini i was coming from watching a movie nebhebhi rangu yakanga yatanga na 8:30pm ku Kine 1. We had gone there on a double date with a friend yainzi Mangwiro and his girl. “Itai five – five sezvigunwe zvemubhutsu! Pindai pindai! Don’t worry, hamusi kubaiwa vanhu ma jekseni. Handei”! I got in ndokunogara ku back seat ne bhebhi rangu. We were there pa Market Square for about 30minutes until kombi

MURUME wepapurazi reMutute riri kuCentenary, akapata musha wake kwemazuva uye anoti ashaya rugare zvichitevera kuona kwaakaita gurumwandira kana kuti chikwata chevaroyi vanonzi vaiita musangano pamusha pake.

Varoyi ava vanonzi vakapedza mazuva maviri vakazara pamusha pake apo vairatidzira "hunyanzvi" hwakasiyana – sekutamba nhabvu vachibhutsura misoro yevanhu yaikunguruka semabhora nekuvaraidzwa nemazinyoka – vari musvo.


Murimi VaPeter Henry Masenda (64), avo

FROM A CITIZEN JOURNALIST:

A young man who tried to rape his girlfriend has had his just reward after the girl managed to bite off his manhood in Chitungwiza.

According to witnesses, the young man had taken the girl whom he had met few days earlier to his friend's place, with the intention of having sex with her but it turned out to be tragic for him as the girl was said to have refused his sexual advances.

Thinking he had the power to force the girl into having sex with

"VAMWE vana vangu ndakavaita nemukuwasha!"

Mashoko aya anoramba kugamuchirika sezvo patsika dzechivanhu mukuwasha naambuya vari vanhu vanofanirwa kunge vachinyarana uye kuti vasingafarise zvekusvika pakugara semurume nemudzimai.
Asi kumumwe mukadzi nemukuwasha wake vekuTrelawney, kuBanket, kunyarana uku hapachisina sezvo ambuya vari kuita kuimba chaiko vachiti pavana vavo, vaviri vacho vakavaita nemukuwasha.

Ambuya nemukuwasha vepapurazi reNew Grade ava vari kubuda pachena

Marondera man's PEN!S enlarges, touches the ground after having sex with a married woman

VECHIKURU vagara vachizvitaura kuti, "Mukadzi wemuridzi siyana naye" asi kune vamwe vanoisa zvitanda munzeve vachitoti "ndiye anoita".

Pane murume wekusada kudarikwa nemarokwe kumapurazi akagariswa vanhu patsva ekuMount Arthur, kwaNenguwo kuMarondera, uyo anonzi akazogadzirwa nemishonga yerukwa kana kuti rukawo apo akashinha nemudzimai wemuridzi ndokuzofa ava chirema apo sikarudzi yake yakareba zvekuzvuzvuruka nepasi.
Cloudy Chorira (ARIPAMUFANANIDZO) anonzi akazofa nekunwa

Sabhuku thorough bashed at funeral after caressing and kissing dead person

MURUME wechikuru anova sabhuku kwaSeke akaita chisionekwi apo akaenda kunhamo yehama yake kwaChihota uko akasvikopuruzira matama echitunha nekuvhura maziso achichitsvoda achiteketera nemutupo wemufi izvo zvakazoita kuti arohwe neveruzhinji senyoka yapinda mumba.
VaMichael Mudhokwani (76), vanova Sabhuku Kwaramba, vanotsinhira kuti vakazvambaradzwa panhamo yemukoma wavo, Elias Chakanyuka Mazhindu (82), apo vakaonekwa vachibata-bata matama echitunha nekuvhura maziso emufi, kumbundira

Shock in Nyanga as mountain mysteriously disappears, water in river turns into blood

Fear has gripped villagers in Saunyama area in Nyanga - one of Zimbabwe's most sacred places - following a set of strange developments that took place in the sacred mountainous area recently after a huge rock mysteriously fell into a river and disappeared.

As if that was not enough, the huge rock is said to have fallen into a nearby river whose water allegedly turned into 'blood' instantly.
Villagers who stay in the said area and witnessed the strange encounter said when the rock

Gay DJ on police wanted list after raping 4 men

KUNE murume ngochani anoshanda sa "disc jockey" (DJ), uyo anonzi arura nekubata varume chibharo kunzvimbo dzakakomberedza Murambinda, kuBuhera, zvekuti vanhurume veko vatove kugara vakabatira hana mumawoko nekutya.
Mapurisa anotsinhira hunyn'anyn'a hwengochani iyi vachiti vari kutsvaga nemeso matsvuku Panganai Tangwena (32), uyo anopinda chechi yeJohane Masowe, achibva mumusha waSabhuku Tangwena, kwaShe Makumbe. Vanoti vari kumuda nemhosva dzinodarika ina dzaari kupomerwa, dzose dziri

Sam Levi woman caught having sex with boyfriend during hubby's funeral

AKAVE mashura padunhu pane rimwe purazi rakagariswa vanhu patsva, reSam Levy, kuSunnyside kuNyabira, apo mumwe mukadzi anonzi akabatikidzwa achiita zvinonyadzisira nechikomba parufu rwemurume wake.

Mai Clara Mupaso (32), vari kunzi vakawanikidzwa vaine chikomba ichi musi wavigwa murume wavo, Solomon Same Jokoniya, uyo anonzi akaita kuzviuraya.
Asi mudzimai uyu ari kuramba nyaya iyi achiti murume anonzi chikomba chake uyu ainge "angouyawo achitsvaga babamukuru".

Mukoma

PAKAITIKA mashura pane rimwe purazi riri kuNorton mazuva mashoma achangodarika apo mumwe mukomana wechidiki anonzi akafa mushure mekurutsa zvinhu zvinonzi dzaiva nyoka mhenyu 4.

Bhaureni Saurosi (18) anonzi akafa achirutsa nyoka dzainge dzakareba chipo chemita nechidimbu paimwe. Mbiri dzacho dzaiva nhema, dzimwe mbiri dziri tsvuku.
Mhando yenyoka idzi haina kuzivikanwa.
Mashiripiti aya anonzi akaitika apo mukomana uyu aishandirwa mushure mekunge atanga kurwara.
Asi vabereki

VARUME vaviri vekuMagunje, kuHurungwe, vekumbobuda munhau vachiti vakaparikwa nemudzimai mumwe chete uyo wavanogara naye mumba imwe chete, vanonzi vave kudhonzerana mimba ine mukadzi uyu apo mumwe nemumwe ari kuti ndeyake.
Chamunorwa Rurami (37) naSamuel Perkins Tsaramba Chimora Soko (43) vakambobuda muKwayedza gore rapera apo vose vaiti varume vaEnetty Midzi (29). Pakabuda nyaya iyi vatatu ava vaigara vose, mumba imwe chete, kuMagunje. Rurami anonzi akazowana basa kuHarare uko ava

You are here: Home Guhwa