Join MY Zimbabwe Page on Facebook Follow MY Zimbabwe News on Twitter

On November 14, MDC-T member Mr Job Sikhala met emissaries from Vice President Mujuru's faction at an undisclosed location in Harare to discuss the formation of a coalition to topple President Mugabe.

They also discussed plans to launch a Constitutional Court challenge against First Lady Dr Grace Mugabe with the ultimate objective of humiliating the President.

Our news crew is in possession of a recording of the meeting. Below, we publish the transcript of the recording as Mr Sikhala speaks to the emissaries whose identities are being withheld for now.

* * * * *

It seems like you (the emissaries) are now dead and buried.... I think pane kakutengesana kakaitika... hoo Didymus Mutasa atengesa ndozvandakaona pari zvino. Yanga isipoka paagenda yemachairmen. Kwahi Didymus Mutasa naMavhaire ndovatengesa. Kwahi vakrosa floor. Nyaya iya; ndakataura nemudhara wangu. Vari kuda kunyatsonzwisisa kuti varikuda kuti tiprosidhe how.

What we have to do is to have a brainstorming meeting on exactly what we want to achieve. How do we do the preliminary groundwork and also how best, in the present circumstances nemamiriro akaita zvinhu, because the first thing that we want. . . toda kuti vanhu vaende kuCongress kwavo munaDecember vando....

Because the more the internal conflict, the more they... we want them to fight to the wire. Iyoyi kana nyaya yeconstitutional amendment. We know kuti ED (Cde Emmerson Mnangagwa) will appoint, but kwahi iye zvino achinja mind because I heard kuti SK (Cde Simon Khaya Moyo) akaenda usiku kuna RG (President Mugabe) akandotengesa zvese zvima plans zvanga zvina Mai Mujuru.

Nyaya yatakamboita hint each other iya; I think we can just have a stubborn Constitutional Court application. Just stubborn. We know it won't succeed, but it goes a long way in terms of shaping politics dzenyika as well, and also people will see the level of damage Grace has done.

We take chiConstitutional Court (challenge) chekuti zvakutaridza kuti: "The President is failing to run Executive yake yaanayo. Honayi zvakataura Grace apa. It shows this and its implications inoreva zvakati, zvakati because for Grace to call (for) the removal of a VP who is Constitutionally-appointed, it shows kuti Mugabe is no longer running; so automatically it disqualifies him to make any other decision because the decisions are no longer made by him but by the wife and Zimbabwe cannot continue to be a State with a wife of the President making decisions."

In that application, just like the Jelousy Mawarire one of July 31. . . Mawarire went to the Constitutional Court as a private citizen to say, "Inini, as a citizen and as a voter, ndiri kuda kuti nyika ino iyende kuma elections as per the Constitutional requirements."

So, inini, I will do that as a concerned citizen of the country. I have noticed kuti mudhara uyu haacharani nyika because I will be saying, "As a resident of St Mary's and a registered voter. . "

So, the Constitutional Court will make a determination yekuti mudhara uyu anofanirwa kuramba aripo here? We have to sit down nemadhara ako iwewe. Ivo havaonekwipo. Their hands must not be seen. Inoita sekuti yabva kune maopposition radicals because vanhu vanoti, "Haa anopenga, anopenga."

You know what I am saying?

That is what we have to discuss and strategise. As far as it is concerned, the truth chaiyo chaiyo iwe neni taakuzviziva kuti Mai (Mujuru) vanyura. She has been dumped, but we also need to do madamaging actions. But there is still no problem. We can still have a President and a Prime Minister.

Hapana chinombonetsa kuti vanhu vaye vashande vese.

We have to sit down namadhara ako iwe; ivo havaonekwi. Their hands must not been seen in this. Inotongoita seyabva kuradical opposition... malcontent... rinongoita sezi malcontent. That is what we have to sit down and see kuti that strategy toimplimenta sei.

As far as it is concerned, the truth is, ini ndinenge ndichiita se a private citizen of this country. I have the right yekugavhenwa naPresident ane capacity yekumeka ma-ideas.

We have been brainstorming tega. We have been saying, "We can still have a President and a Prime Minister."

Hapana chinombonetsa kuti vanhu vaye vashande vese. We would be wasting our time thinking kuti vanhu they won't meet. One would be the President, the other Prime Minister. President kana vapedza two terms dzavo, Prime Minister vopindawo... zviya zvaPutin naMedvedev. Then we move forward as a country, and mudhara wangu is ready and prepared because nguva yekutora power yasvika.

Simba Makoni has already been working naTsvangirai palast year and vanhu vaya vanowirirana. Ipo paSimba Makoni, paAlex Park, ndopatinodyira lunch everyday. Simba Makoni is not a problem at all. Iye Simba Makoni naMai (Mujuru) vanowirirana zvekuti.

Saka whatever move inenge yaitwa, Simba will be involved.

Plus palast election akashanda nanaTsvangirai, ende vane chiagreement chiya. Hachisati chabviswaka chiya. Saka that one is not an issue at all. Issue inongo(va) pakuti isu titange kuita mapreliminary and preparatory plans kuti: how do we move upwards, forward and the like?

Mudhara wako tingasangana naye rini? Ngatirongei tione kuti tosangana rini. Nhasi? Nhasi zvingaita? Politburo yakapera zuroka?

Let's do it definitely this weekend because kana ndikaenda kuSouth Africa ndopedza two, three days. Hatidi kuzokanganisa maplans edu. Plus, kuti ini ndiende ndabrifa mudhara wangu kuti ndopatava. It's very good mapreparatory nemapreliminary kaaya.

Then totaura iya yekucourt kuti: how do we tackle it and how do we move forward? Because tinofanira kuita two-pronged strategy kuti uku tiri kuita manegotiations edu, uku Mugabe tichi muembarassa necourt application. Saka iwe, when can we meet nemudhara wako?

Kana over the weekend. Ko, office yekwa Kaukonde yeBelgravia iya? Unoziva over the weekend mhepo dzinenge dzakadzikama... Kana even vakatanga kupinda ivo, then isu tinenge takapaka paside tozopinda about 15 minutes later.

Pako, pafloor chi? . . . Fifth floor?

Hmmmm... tikazopindirwa nemaCIO ka. . . danger yakaita seapa ndeyekuti vanotikanda kubva ikoko kusvika pasi!

Iwe ndoda kumboziva, what has Porusingazi done zvekuti mukadzi (wake) vaakamudzinga nhasi? Which means there is something big, which we must unearth.

Akataura chii?

People from Manicaland single out Porusingazi. Akambonyaya kuita chii? Iye mudhara wako haatengesi zvaitaurwa naDidymus Mutasa?...

. . . Ivo they bring an opinion on the table then we discuss it. We must find something that is best for all of us, things that make everyone happy. I was thinking loud that — do you know team yavo Mai Mujuru, pamaMPs, tichatozopinda basa, but it's lucky because MDC is only 49.

So, this is not going to be a problem because most of these are in urban areas and Mai Mujuru's stronghold is in rural areas. Kundoti vakomana maMPs edu ngatiite hundred-hundred, 10 owonekwa kuti toita seyi, then things move on.

You also need to know how Kanu was removed. Yakazoita yainzi Orange Movement.

We can find a name which is appealing kune munhu wese which is not MDC or Zanu-PF, then vanhu vopusha nyika, yoenda mberi. In the long run, zvinhu zvinozvigadzirisa zvega.

Mai Mujuru must get courage yekuti nyangwe zvaoma seyi . . . imagine Zuma was charged necorruption, etc, but akazongotonga nyika.


ALSO READ: VP Mujuru faction meets MDC-T to plan a GNU: Mujuru to be President, Tsvangirai Prime Minister

 





Comments   

ike
+2 # ike 2014-11-23 12:53
Waste of time to read herald and Sundaynews. We jump to comments section chete.
Reply | Reply with quote | Quote
Dofo
0 # Dofo 2014-11-23 23:23
Nxaaaaaaaaaa
Reply | Reply with quote | Quote

Add comment


You are here: Home News Latest on Mujuru faction and MDC-T's new coalition government: All plans revealed

Powered by South Africa Latest News