WARNING: South African robbers targeting Zimbabweans who visit their country

0

Good Day

There is a serious problem happening in South Africa where Zimbabwean travellers are being kidnapped and robbed by people who give them lifts from Beitbridge Border or Mesina to Joburg.

I have heard of four stories already of people who have been abducted in Joburg and then asked to pay as much as R3000 before they are released. The thugs ask them to call their relatives and ask them to deposit the money at Shoprite as ransom for their release. Below is a narration of a person who encountered those thugs last week.

Kune vose vanofamba rwendo rwekubva ku Zim vachiuya kuno ku SA, ndineyambiro kuburikidza nezvakaitika kwandiri musi we monday. Ndinokumbirisa neMweya waMwari kuti musakwira ma private car or ma kombi pa mesina. Vanhu ava ave matsotsi, they will definately Rob u. On monday morng takakwira ka private car kerudzi rwe Corsa pa Musina kaiti iko karikuenda ku Jhb. Kakachizochinja kachiti iko hakachaenda ndokuchitikwidza mune imwe pickup yerudzi rwe Nissan hardbody ye white. Taive 13 mumota iyi hatina kuziva kuti vamwe varume vaviri vaivemo vaiva na driver. Tichingobuda mu Musina mota yaka tora mugwagwa unoenda ku right unozonopinda ne dust road. Isu takangofungawo kuti arikutiza ma Tollgates.

Driver aifamba ne speed ye 40km/hr izvo aiitira kuti tisvike mu jhb kwasviba. Vanhu vaida kuburuka mu pta akaramba kuvaburutsa achiti iye ndimo maanogara so achavasiya door by door, izvo aiitira kuti atibire tose. Tasvika mu Jhb akangonanga pane imwe buildng inogadzirirwa mota akano paka kumashure shure dzimwe mota dzikauya dzikavhara vhara kuti vanopfuura kuroad vasationa. Matsotsi akaungana pamota vakatora mofon ese ne cash yese. Vakachiti tifonere hama dzedu dzitiisire mari pa shoprite or spar. Hama dzangu pairohwa vanhu ne 32spanner. Vamwe vakabva mazino vamwe zvigunwe zvaidambuka. Thoz guys abused us. Apa vaitotaura chishona bcz most of them vanobva ku Tsholotsho. Izvi takazviziva nekuti vakatibvunza kuti tinobvepi tese. One munhu akati ku Tsholotsho aisarohwa coz ndewekumusha kwavo.takazosiiwa mushure memazuva matatu munhu wese abhadharirwa mari iyi. Akuruma nzeve ndewako. Thank u


Breaking News via Email

Enter your email address to subscribe to our website and receive notifications of Breaking News by email.

Loading...