Mai TT and Maphosa saga: ‘We can’t wait for another Baba TT coz Mai TT moves on fast like WiFi’

0
Tinashe Maphosa in tears

THERE has been a MASSIVE response by our readers to the main story we carried yesterday about Mai TT dubbing her husband, Tinashe Maphosa, a ‘PROFESSIONAL CRIMINAL.’ Here are some of the responses:

***

Shona ZW – From Mai TT to Mai Tears H metro kaa

***

Cynthia Phiri Mudau – We can’t wait for another Baba TT coz she moves on fast like WiFi

***

Princess Harirari – Hanti she ignored all the red flags, ngaasatinyaudza, taabhoo. She was so hell bent on marriage, manje yakauya nemuseredzero

***

Bie Mange – It’s ended in tears plus zvikwereti what an amazing marriage ***

Ian Munashe – Akati Tinashe ndiye ane problem ndiani? Ko Feridongo wenyu? How many break-ups?? Mutikwanire H-metro…siyai varume varikushungurudzwa netumbuya utwu

***

Ian Munashe Musso Chawanda – Naiyee Feri itsotsi kuda kutsvaga varume vane zvinhu …. kuchemera mota nemba…hutsotsi nemunhu waasina kana kiti naye

***

Mai Cupae KunaShe – H-Metro Real Life, Real Drama, ndochaizvo izvo

***

Sebastan Tanjani – H-metro is for social life and entertainment not business and politics

***

Edith Ruvarashe Banga – Vanhu vane ka system kekuda kuhwanda Mura.. Munhu uya is so so so so talkative. No man can stand that lady because pachake haana kuita mushe. Ehe, ok Tinashe ibenzi, Ko Feridhongo wenyu..ka speech master kemunhu kanotaurisa ka Zim Radio. How many men has she had, akaita show off, hobho, angazoda kugara nemunhu akadaro ndiani? Felistars is best in streets not mumba

***

Amaya Rue – Vakasangana matsotsi, she also got love likes, views, stars and subscribers for the fakery, it was a good day at the office for both of them.

Enough of the sob story for sure. I just feel sorry for the helicopter driver who lost his life after mahumbwe akadai. ***

Priviledge Mushonga – Kuzoti dai vakazogara vese paibudei amana, this woman needs deliverance coz, eish, hakuna mbizi dzine musindo wakadai ***

Mai JoJo – Kkkkk H-Metro though, kkkkk hanzi Mai Musodzi

***

Shantel Rumbie Huni – H. Metro is a tabloid by the way…ndiwo maheadline ayo chaiwo iwaya. it’s all for gossip, fictitious news and scandals… Serious business nderana Sunday Mail nana Business Times etc…

***

Beverly Dhliwayo – The way Tinashe was looking at that cake says a lot…Dude had no idea arikuchata…in it for in it chaiyo…

***

Abigail – She needs to slow down kumhanya 440 speed for marriage haasi mahumbwe ana Mai TT. Dzidza munhu first, muviri wemukadzi itemberi yaMwari, we move.

***

Denere Godwin – That from the start was a Joke of the Year, both quality for prestigious Clown of the Year award, Hakuna drama rakadero.

— HMetro


Breaking News via Email

Enter your email address to subscribe to our website and receive notifications of Breaking News by email.