'Possessed' erotic dancer Beverly ‘Bev’ Sibanda causes stir with wild dance moves (WATCH VIDEO)

0

SOUTH Africa based raunchy dancer, Beverly ‘Bev’ Sibanda, has joined the Magate challenge much to the delight of fans on social media.

The challenge where female dancers will be ‘twerking’ and shaking their bums started after Enzo Ishall’s song, Magate, which has become an instant hit.

Female dancers have been posting their videos on social network sites and Bev decided to post hers.

Bev proved that she is still a force to reckon with in the dancing industry with her seductive dances.

However, fans have concluded that Bev is in a world of her own when it comes to dancing.

In a video posted on social media platform Instagram by Zim Celebs, fans endorsed Bev as a top dancer.

Watch video below

Below are some of the comments from people:

Tatenda_Mangwiro: Sis vaneshave avaa

Briebummy: can the challenge just end already🤷🏾‍♀️ l mean can someone do better than that🙌🏾

notavee: @the_linenhub they shuld put her

makadollar: Wat Enzo is he saying abt Bev ..Beverly desv kuita dat video

magwasarira: 👏ndatenda challenge closed

rutendo_sandra: Haaaa murandakadzi uyu ary hoooooot🔥🔥🔥🔥

tapiwamutsvangwa: Im bev biggest fan

munya.1:🔥🔥🔥🙆🏿‍♂️🙆🏿‍♂️Ndini ndarequesta part 2🤣🤣

kolynz07: Iri ndoshave raKadarsh lol Kardashian

marvt_07: @surge_vp

jumo24: @the_linenhub she is by far better than akaiswa pavideo ipapo

rumbidzaihannah: Shes the best pane vese

mnyaradzo45: @tatenda_mangwiro nekutii haugonewo kutamba

nashel.motsi: haaa haasisiri magate ama dhiramhu chaioo

tapiwamutsvangwa: Hope 1 day she will dance in front of my eyes

vee_kayzfloe: Bev ngaaiswe pa video @enzoishall

sibanda_priscilla: Ndamboti pakuda 1000 magate apa….plus just give her the World cup trophy……Simbi dzebasa dzakudasharara

abbs_jr: Uyo anoda 90 magate umwe wacho anoda 4 😂😂😂😂😂

tasha_keys_alice_: She is a dancing queen 🔥🔥 Bev is the best dancer in Zim

adystarboy: Ndofunga Andy aingonzi iwewe misa chete ndiku svi……..”@&^**

aud4446: Magetsi…no more magate challenge. Bev avharisa

that__h.o.t_cupcake: 😢jeso wangu

noel_tk: Ava vanoda thousand magate,,zvavharwa apera magate acho😂

jnr_steve263: uyu ndiye satan akagadzira shavi racho surrender 😂😂🙌

galvin.ndoro: Eish🙆🏾‍♂️kubva atotsvuka kudarika top yaakapfeka, iri ndo shavi manj

stifler_the_fix: @winkyddibigman hona marori aye akazodira jecha kusiriko😂😂😂😂😂

dj_flavakid: Ummmm Bev apedza basa🙌

fostergomoney: Bev kaaaaa🙌

waddingtonkaranda: uyu anoda 50 ma jojo tank🙌🙌🙌

tinasheswag85: Yapindirwa nemaSenior nyaya yacho hahah

richnusty: 2k magate

lovemoremash: Ummmm haasi akuzvinyanya??? Zvaachadislocater takatarisa 🌚

yung_parka_baby: Apa 5 seconds unenke wa….

_.thandoe._: Hezvo kasi pane anga amuti haazvikwanise kani …this seems like proving someone wrong or somethin

naishe_nathan: Shave rasisi Bev rotoda magate oooose aripasi pezuva zvese nembiya dzacho… 50 mashomanana haakwani

legaz_b: Dancing makes her a real slave (muranda). She is the real muranda-kadzi wemagate. Don’t post any other challenge after this please😂😂😂

beaus2803: Bev , Bever, Bevest 😂😂

saniimakhalima: Instagram haina that ka emoji kekusimudza maoko nekubata msoro cz aya ma1…I’m sure we can all fully forgive my fellow musician brother cz apa amana aizodii kana ndimi wo🤣😂….

missy_fran: Ooooooh no 🤦‍♀️ akutomapwanya magate acho

kiddwolf01: Kutamba kunge ada kuri uploader pa pornhub video racho😂

seritavanessa: dedzai vaMagaya zvekare

va_daisy_: Shave iri pa fair pakutoda 💯

tatendamelz: Inga tati eke wani amana tazviona mukombe ndewenyu akoma case closed

mangwendekaren: Haaa muranda kadziii avharisa # Queen Bev # hakuna anoteera kkkkkkkkkkkk I salute 1000 magarte

magalela_1: Uku ndokudhasharara #kadash

bmarlton: @_.thandoe._ I thot so too

chumatatenda: @ashie_mutsago Zim have talent vakomana hahaha

kimbsx: @missy_fran 😂😂😂😂

nyarieb1: Atichada vanhu vanoisa tumaVideo twavo vasingagone kutambisa apa….Bev avharisa

bossmhuka: Black bone Yellow bone Now

White bone , #2019 is promising🇿🇼

ell_263: Chameleon in the cut…so she changes complexions is it me or 😕

donnie_zimende: Tikagara gara bev angade magate mangane chaizvo 🤔

leecraig18: @gabbs_jr Lol I think jojo tank 🤣🤣🤣

elvisbombermoyo: As i was loving it ,the water person jumps in!

mzielance_:We tired of seeing this shit lol 😂😂😂 her spine must be fuckin exhausted

mwana_wa_wasu: Lol magate aya achiri 50 here

_plain__jane__: Kutambira svoto chaiko…aiwa. ngativape ma gate acho ese

tatendarmusariri: Iiiiiiiiii vamwe vese vaita vacheche

noxydivinediva: @mwana_wachihera she just beat herself on this challenge …

nhepah_jr: 82000 magate @donnie_zimende haha

sway_gee_mikiri: Zvadirwa jecha 🤣🤣🤣🤣🤣🤣

emiliakeri: Are we just going to ignore kachange ke complexion yake? 🤔

_i_am_gamu_maravaz: BEV =G.O.A.T (Greatest Of All Time)vamwe vese avo hapaana vangaedze seyi

tembelin: Haaa uyu anoda Zinwa

eugie_sly_geenia: Bev😍i adore her

vandy_the_destroyer_: hahhaha apo 50 haakwane apo…………sezvo

03_beautiful_disaster: Zvichiri zve 50 magate here izvi 😂🔥

chamvary: Hands down Bev is the 🐐🐐🐐 She’s the OG Kadhash-ian. Only Bev can do Bev like Bev can and be better than the Bev we all thought we knew. Please give her magate ake and come up with a new challenge takamirira kuti January apere 😂

reversecooldudes: inga dai akaiswa pavideo coz ndiye murandakadzi chaiye

jexiouskona10: Haaa murandakadzi shuwa

iamkukuh: Kutamba kwa bev kune kamwe kakuzhandukira she is flexible but lacks ka that thing so

tana_xqx: Wakuseri @beverly.sibanda

zvese1996: Bev auya nechivharo akazvikwidibira 😂😂

alywn_tanya: @_.thandoe._ ada kuonekwa naAndy muridzo😂😂😂

_sweeter_blossom_01: Eehh eehhh eehhh 👐🙅‍♂️your department my g @l_am_sharon_

lilypinky96: The best dancer

fortuechiw_zim: Yooh, she can shake but y does it look like she’s trying too too hard?

nishoodfreenish: Zvadirwa mvuraaaaaaaaaaa

nishoodfreenish: Zvavharwa zvakutoda ngoro yemoto

deejay_bronc: Challenge yakavhariswa pa part one iyi tada kuty video itangidzwe cox bev tikamushaya kah

shaffah09: @yahacoubk baby come see this

gee__kuu: Haaaa zvabva zvavhariswa na bev🔥🔥sorry hako nhingi😂😂

gee__kuu: @gabbs_jr umwe wacho hapana hapana ZERO ZERO

gee__kuu: @stifler_the_fix 😂😂😂magonyetj chaiwo

gee__kuu: @nyarieb1 hure rinonziti kiky ramana

harry_tee_cee: @manyoni_zw ndavaonawo…they not even amazed vanenge vatojaira😂😂

harry_tee_cee: @prince_dhiwalidzuwa_ haiwa apa zvadirwa shuga chaiyo!

call_m_rach: @manyoni_zw tsveee kuConcentrater paTwerkin makutarisana nevana vachizvifambira 😂

shyeezw: Uku kwakuda kungotsvaga kudanana na Enzo 😂😂😂😂😂😂😂

munya.1; @greenpangie 🤣 I’m still single until u snitches start doing ur jobs😂😂

tee.babez.52: 🤣🤣🤣 Zvadirwa acid

loicey1: Magate anetsa aya aaahhhh

jcole_fifie: Zvadirwa jecha

tkay_takula: Nhai Mwari wangu

hazvi_frecklefun: @bossmhuka hiiiiiii 😱 blaz imimi, blaz 😂😂😂😂😂😂😂😂.s

brian_ngwe90: Ndivo vetambo pakati kunge kenduru ka ava😂😂😂 @ervineamaria @darlz_b @tinashemapedze

edwardganye; Akakundwa neka bbe kekutanga kaye bev arikutofiririra chette apa

javaafrica: Muridzi ve Demon azouya 🙆🙌

queenbelzz: @03_beautiful_disaster zvezve100 magate

dinny_eve: Dei enzo akatora bev mofunga aizopona here nekanjiva kari kumba…asking for a friend

fyah99: haa apa magate haachashandi apa… murandakadzi uyu ava beyond redemption akanyanyaaa

fadzayit: Lols amanaka hatiskuda zvimwe zvese izvi this is e real devil wen it comes to magate

dimple_deluxe: @emiliakeri at first when I saw the vid I thought mundia ini coz of the wrap and skin colour, but when I read comments then I realised it’s Bev hmmm

dimple_deluxe: @donnie_zimende anotoda kunoitwa kunyudzwa munyanza chaimo cz magate haatoshande pakadai

dimple_deluxe: @iamkukuh you can say that again.shes good but in all honesty the other lady with the purple wrap did it well for me because of how they did the challenge it was so real, akachiller hake. would prefer the melanin popping girls skills

24g_official: ha iri rinoda 100maghate

kuku_rachie: @gabbs_jr don’t you mean kumuendesa pane engine padam chaipo

mpireyi: @briebummy you do it aren’t you a chick.. Lol

mwana_wachihera: @noxydivinediva the magate challenge is officially over🙌🏻

tasha_chags: @bossmhuka mabanana akatsvira kkkkkkkk kana PV vako vanodawo kuita yellow bone if you know you kno😅

tasha_chags: @emiliakeri 😂😅😅😅kakuda challenge yekwaMakanyara iye

tasha_chags; Iri shavi rinohaka madzibaba😂😂😅😅😅 nekutopwanya magate acho chaaai

kingchief_kingchief: Mkoma Andy vavazviona here izvi??

rasmac_14: @saniimakhalima wazviona wo ka kuti kana newe waisapabuda lol 😂 😂 😂 😂

noxydivinediva: @chamvary lol 100 magate to bev

ian_kahia: Handle ya bev ichi nhai pa insta timbono dongorerao ndini ndadi

ganazgwatidzo: hahaahaa😂️ zvaaa BEV zvakutoda ma 60 drum magate ayita madik

saniimakhalima: @rasmac_14 ma1 aya ega ega 😂😂😂😂 if the eye causes you to sin???? Pluck it out….

ervineamaria: @brian_ngwe90 mhando yechinono baba

ela_chawuluka: Okay Okay Bev,Enough now Zvakubhohwa..

missmareg: Kuvharwa chaiko….mukati isu tichakwana papi ipapa🤣🤣🤣🤣

nyasha_musindo: Ndipeiwo ecocash yake. Anodadisa mhani

nyasha_musindo: @manyoni_zw iwe lee😂😂😂😂😂🤣🤣🤣😂

nustcampus_: Bev Azvivharisa @kikkybadass

claude_kila: Mfes arikudira vat akanyanya

tanyaradzwamabika: @bubblezivy yaitwa na vatete vako huya uone

misskayr3: @manyoni_zw nhai henyu vana vachiona zvakadaro here?

veephaty17gho: She won this challenge … vana @enzoishall she was supposed to be on the video kwete zvamakati isire 😅😅😅😅

brian_ngwe90: @ervineamaria cheuka iwe cheuka ndini ndiriko

natalienyasha: Ndovanhu vanozoita ku enzo arohwe nemukadzi ava 😂😂but haaaa makapenga maimwana Bev

chibaabishtooo_: ishavi shuwa😅

ethelchimupeni; Atori neshavi rinotoda magate , the song is for her.

tadiwa_k: @galvin.ndoro im sure @enzoishall is shooting him self in the foot for settling for a non-performing 🥾y😂😂 @zimcelebs this aint a challenge, this is the real deal ka💁🏽‍♀️!

loicey1: Magate anetsa aya aaahhhh

the_godly_diva: Case closed hahaha

riri_thandey_mancue: Varidzi veshavi pfee

galvin.ndoro: @tadiwa_k remember i thot this enzo thing is not zimba only to find out hz some young chap from Mabvuku mfana fana fty 😂😂😂😂 ok abt bev tozotaura umwe musi asi eish 😂😂😂😂

galvin.ndoro: @tadiwa_k this is a reap shavi my friendship, imagine introducing you kty meet my yellow bae hours later she go shake shake that yashh like olodo 🤦🏼‍♂️🙌

bubblezivy: @tanyaradzwamabika aiwa aiwa🙌 bev is too much

nyarieb1: Wats the big deal neBleaching yake amana, inga 80% yevanhu varikungo bleacher wani. Ndozvarikuda kuti skin yake iite

sharlmlandeli: Eish atovamurungu ahhhh

nyarieb1: Vanhu ngavasiye munhu aite zvaarikuda neSkin yake, immi itaiwo zvamunoda nedzenyu PERIOD

jeanmaichloe: Mmmmmh ndangosara muromo wakashama🤣🤣🙌🏻

tinotendacashflow_official: Haa wa winner kwacho ungatozotyoka ka nekuda win.. #KikkyStillBad!!!

slimdowg: Bev svavharisa

itsvusikhumalo: @nyasha_musindo chokwadi 🏃🏾‍♀️🏃🏾‍♀️🏃🏾‍♀️🏃🏾‍♀️

itsvusikhumalo: Bev wavharisa challenge zvimwe zvichateera after this maFunnies. Case closed

sir.macxonn1: Kana mafunga kuita zvemagate regai kuporonga song yeumwe nekuuridza pashiriko..song yabva yakusembura asi makaisa karadio mugate futi kuti base ribude

nyasha_musindo: @itsvusikhumalo zvimwe zvese anenge ava mahumbwe🤣🤣🤣

tkmoyo_: 50 zvakaramba 60

bossmhuka: @hazvi_frecklefun people are looking like BOILED meat mmmh it’s heavy my SIS 😂😂😂

annahtwins: @emiliakeri we really cant see it…. tiri kumboona magate achi pwanyika 😂😂😂😂

rigby____: Video ngaitangwe futi

mr_money_jt: 🙉🤦🏿♂ magate atanga manje

pameta_mujaji: Bev avharisa

chichieeesly: mmmmh tumwe tumachallenge tweswe hapana zvaiitwa l think twumamadison neeverst sis bev vamonerwa zibonza chairo kna nemiwo munoti baba keketso pakadai havarege kudzokera uyu ane chipo chake

gill_kpf: @_.thandoe._ or maybe ayida kuti ave ndiye anobuda pavideo so she’s now trying to prove kuti she can also do kadhash kacho😂

bellindahmgweks:Varidzi shuwa vanotoda 80 magate

zim_kiddy_official: Murandakadzi bev ndikukuda kusowe paneDare randikuda kukushandira

— HMetro


Breaking News via Email

Enter your email address to subscribe to our website and receive notifications of Breaking News by email.

Loading...