My Zimbabwe

Latest News



facebook Share on Facebook

A Harare woman has claimed that Prophet Walter Magaya has managed to open her grandchild's private parts which were closed since her birth.

Mai Chinyoka said doctors had told her that there was nothing they could do. But Prophet Magaya's anointing oil was all that was needed.

Magaya's church said in a statement:

"Mai Chinyoka's grandchild had no vaginal opening since birth and they sought medical help upon which they were told that it was completely closed up. On the 15th of May 2015 her mother brought her to church and by the special grace of God she had an encounter with the Servant of God Prophet W. Magaya who blessed her with the anointing oil and instructed her to administer on her child.

"She did exactly that and by the special grace of God the vagina has since opened up. They took her back to the doctor who was shocked to date as they had told them that their child could not be assisted in any way. She had to leave with no vaginal opening for the rest of her life but God the specialist of impossibilities turned it all around. We give God all the glory."

Meanwhile, Prophet Magaya courted controversy three months ago when he performed miracle pregnancy before Vapostori analysed his miracle. Since last year Prophet Magaya and Vapostori have been exchanging harsh words and spiritual fists over various claims and counter-claims.

Writing on their Facebook page, Masowe eChishanu UK Vapostori claimed that Magaya - among other allegations - is abusing barren women by applying his anointing oil on their privates.

Below is the unedited post as is from their Page

Maonaka evidence yeclip yatatora iyi ku PHD Ministries iri kutaura kuti Walter Magaya "blessed" Tracy Nhema with the anointing oil? "Blessed with the anointing oil" uyu ari kureva kuti Magaya akanamatira mukadzi uyu achimuzora oil. Ehe hapana kunzi the oil was blessed but pakanzi Tracy ndiye akaBleswa, ndiye nyakunamatirwa achizorwa,pazonzi zvakare, "…. she continued to administer the oil on her belly and private parts….", zvichireva kuti apedza kuzorwa oil iyi kuma private parts naMagaya, akazonzi ngaachizo enderera hake mberi kuzozvizorawo ava ega. Muri kuonaka nyaya dzekwa Magaya idzi dzekunzi 'testimonies'…?  

Hanzi oil izorwe pane ayo anzi ma 'private parts' aTracy Nhema , hanzi akabva aita pregnant? Kikikiki! Inhumbu yaani iyi, haisi yaMagaya here nhai vanhu? Saka demon re barrenness ranga rakagara muma private parts here nhai 'prophet' Magaya? Saka zvino murapirwo waTracy uyu weku oiler zvakavanzika zvemuviri wake zvawawu yanika painternet nepa Yadah TV yako prophet Magaya, panove nesuwo ndipo patazvitora, munhu wese anosangana naye Tracy anobva atoziva kuti ma 'private parts' ake ari ku oiliwa these days.   

Saka nhaiwe murume waTracy; hama ne shamwari dzako padzino kuona dzaakuto zivawoka kuti mukadzi wako mazuvano ari ku oiler ma 'private parts' ake? Unonzwawo sei?Newewewo Tracy; kubva waudzana zvakadzama kudaro na Walter Magaya, prophet wechirume? Kubva waita zvekuzorwa oil muviri wako naMagaya? Uno nyadzisirei vekwawaka roorwa? Sekufungawo kwako murume wako anonyarirepi nayo healing yako naprophet wako uyu?








You are here: Home News Prophet Magaya opens girl's private parts, Magaya's 'oil' impregnates another woman